Pular para o conteúdo
Publicidade

Mateo 12

Kupopera Chiratidzo

38 Zvino vamwe vadzidzisi vomutemo novaFarisi vadoti kwaari, "Mudzidzisi tinoda kuona chiratidzo kubva kwamuri."

39 Asi iye adovapindura achiti, "Vanhu vomazuvano vadoipa vasinai kutendeka vanotsvaga chiratidzo: manje hapanai chiratidzo chavachapasiwa kunze kwochiratidzo chomuporofiti Jona. 40 Ndava sezvo Jona adogara mumimba mohove mazuva matatu nousiku hutatu, noMwanakomana woMunhu achavawo mumwoyo wonyika mazuva matatu nousiku hutatu.

Estes versículos te tocaram? Ore agora!

+581 estão orando agora.

Junte-se à corrente de oração.

Veja também