18 Asi chinobirika mukamwa chinobva mumwoyo, chakarecho ndicho chinosvipisa munhu. 19 Ndava mumwoyo munobirika pfungwa dzidoipa, kuponda, zvivi zvopabonde, upombwe, uhure, kuba, kupupura mabhwodo, kunyeya.