Pular para o conteúdo
Publicidade

Mateo 15

3 Adovapindura, "Ko sei imimi muchichora mutemo waMwari nokuda kwotsika dzenyu? 4 Ndava Mwari adoraira achiti, Kudza Baba vako naamai vako,uye Uyo anotaura zvidobookera kuna baba kana amai vache, mbaapunziwe.5 Asi imimi munoti, Kana munhu akaudza baba vache kana amai vache, kuti chandaida kukubatsirai nacho chapasiwa Mwari. 6 Iye achafaniraba kukudza baba vache nacho, saka nondava yotsika dzenyu, mudosayisa simba shoko raMwari. 7 Imi vanyengeri! Isaya adonatsa paadoporofita pamusoro penyu, achiti:

8 Vanhu ava vanondikudza nomiromo yavo,

asi mwoyo wavo uri kurefu nainini,

9 hapanai zvokuti vanondinamata,

dzidziso dzavo mitemo yovanhu."

Veja também