15 Iye adoti kwavari, "Asi imimi munoti ndini yani?"
16 Simoni Pita adopindura achiti, "Ndimi Khirisitu, Mwanakomana waMwari mupenyu."
17 Zvino Jesu adomupindura achiti, "Udokomborehwa iwepa, Simoni mwanakomana waJona! Ndava nyama nogazi ndizvoba zvakuzururira izvozvi, asi Baba vangu vari kudenga.