Pular para o conteúdo
Publicidade

Mateus 17

20 Adoti kwavari, "Indava yokutenda kwenyu kudiki. Ndava chokwadi ndinoti kwamuri, kana muno kutenda kudiki kunge mbeu yomasitadhi, muchati kugomo iri, Ibva pano uende uko,richaenda, hapanai chingatadzike nemi." 21 Asi rudzi iri rinobirikaba kunze kwokunamata nokutsanya.

Veja também