Pular para o conteúdo
Publicidade

Mateus 18

Mbani Mukuru?

1 Panguwa yakareyo vadzidzi vadouya kuna Jesu vachiti, "Mbani mukuru muumambo hwokudenga?"

2 Zvino adodaidza mwana kwaari ndokumuisa pakati pavo, 3 achibva wati, "Chokwadi ndinoti kwamuri kana, musingasanduke muchiita kunge vana, munopindaba muumambo hwokudenga. 4 Wese anozvidikipisa kunge mwana wakareyu, ndiye mukuru maninge muumambo hwokudenga.

Veja também