Kana Munhu Watadza
15 Kana hama yako yakutadzira, enda komuudza uyanga hwache, muri pauviri hwenyu. Kana akakutetekera, wazviwanira hama yako.