Pular para o conteúdo
Publicidade

Mateus 18

Mufananidzo woMuranda Asingaregerere

21 Zvino Pita adouya kwaari achiti, "Ishe, hama yangu inganditadzire kangani ndichimbondoiregerera? Kanomwe chere?"

22 Jesu adoti kwaari, "Handiti kwauri kanomwe, asi makumi manomwe yadopetewa kanomwe.

Veja também