28 Asi muranda mubodzi bodziyo, paadobirika pakarepo, adouya kunoumwe muranda biyache wanga ano chikwerete kwaari chomakobiri zana yanonzi dhinari adomubata pahuro achiti, ‘Ripa chikwerete chako.’ 30 Asi iye adoramba ndokuenda komuisa mutorongo kusvikira waripa chikwerete.