3 achibva wati, "Chokwadi ndinoti kwamuri kana, musingasanduke muchiita kunge vana, munopindaba muumambo hwokudenga. 4 Wese anozvidikipisa kunge mwana wakareyu, ndiye mukuru maninge muumambo hwokudenga. 5 "Wese anotambira muzita rangu mwana mudiki adodaro anotambira inini.