Pular para o conteúdo
Publicidade

Mateus 19

4 Adopindura, "Hamunai nai kuverenga kuti iye nyakuvasika kubva pakuthanga adovaita munhurume nomunhukadzi, 5 achibva wati, Nochikonzero chakarecho murume achasiya baba vache naamai vache achibatanidziwa nomukadzi wache, vairivo vobva vava muviri mubodzi?6 Nokudaro vachiriba vairi asi vava muviri mubodzi. Icho chabatanidziwa naMwari mbapareke ndipo kuva nomunhu anochikwachura."

Veja também