5 achibva wati, ‘Nochikonzero chakarecho murume achasiya baba vache naamai vache achibatanidziwa nomukadzi wache, vairivo vobva vava muviri mubodzi?’ 6 Nokudaro vachiriba vairi asi vava muviri mubodzi. Icho chabatanidziwa naMwari mbapareke ndipo kuva nomunhu anochikwachura."
Publicidade