8 Asi imipa rekai kudaidziwa kuti mudzidzisi, ndava muno Mudzidzisi mubodzi, mese muri vakoma novanin’ina’ina. 9 Musadaidze munhu ari panyika kuti baba venyu, ndava muna Baba mubodzi, ari kudenga.