21 Ndava ipopo pachava nokutambudzika kukuru, kusinati kwambovapo kubva pamavambo yonyika kusvika manje, futi neye, kunodzovapoba. 22 Dai mazuva yakareyo yairekera kutapudziwa, hapanai munhu waichira, asi nondava yovadosaruhwa, mazuva yakareyo yachatapudziwa.
Publicidade