Pular para o conteúdo
Publicidade

Mateo 24

23 Manje kana munhu akati kwamuri, Nangarai, Khirisitu ari panokana Ari aporekai kuzvitenda. 24 Ndava ana Khirisitu vomabhwodo novaporofiti vomabhwodo vachamuka vachinangidza zviratidzo zvikuru nozvishamiso, kuti kana zvichikwanisika vatsambutse kana novadosaruhwavo. 25 Onai, ndagara ndakuudzai.

26 Saka, kana vakati kwamuri, Onai, ari kusango,rekerai kuenda, kana vakati, Onai ari mudzimba dzomukati,rekerai kuzvitenda.

Estes versículos te tocaram? Ore agora!

+581 estão orando agora.

Junte-se à corrente de oração.

Veja também