Pular para o conteúdo
Publicidade

Mateo 24

Kuuya kwoMwanakomana woMunhu

29 Panondopera kutambudzika kwomazuva yakareyo, zuva richasvipa, nomwedzi uchareka kuvhenekera kwawene, nonyenyedzi dzichawa kubva kudenga, nomasimba yokudenga yachagwetedzewa. 30 Ipopo pachaoneka chiratidzo choMwanakomana woMunhu mudenga, uye marudzi yese yopasi yacharira, vachiona Mwanakomana woMunhu achiuya ari pamusoro pomakuti yokudenga nomasimba nokubhwinya kukuru,

Estes versículos te tocaram? Ore agora!

+581 estão orando agora.

Junte-se à corrente de oração.

Veja também