Chidzidzo choMukuyu
32 Dzidzai chidzidzo kubva pamuti womukuyu: kana mathai yakuthungira, waakuita mazani, munoziva kuti mainza yaakusvika. 33 Naizvozvowo, kana moona zvakarezvi zvese, zivai kuti wava papfupi, pamusuwo chaipo.