Pular para o conteúdo
Publicidade

Mateo 24

37 Sezvazvanga zvidoita pamazuva yaNowa, ndizvo zvazvichaita pakuuya kwoMwanakomana woMunhu. 38 Ndava sepamazuva yakareyo kusati kwava nomurove, vaija vachimwa, vairoora nokuroorewa, kusvikira zuva Nowa raadopinda mungarava, 39 havanai kuziva kusvikira mafashamu yauya yachibva yavakukura vese, zvakarezvo ndizvo zvichaita kuuya kwoMwanakomana woMunhu. 40 Varume vairi vachange vari mumunda, umwe achatohwa umwe achisiiwa. 41 Vakadzi vairi vachange vachikuya paguyo, umwe achatohwa umwe achisiiwa.

Estes versículos te tocaram? Ore agora!

+581 estão orando agora.

Junte-se à corrente de oração.

Veja também