42 Garirirai ndipo, ndava munozivaba zuva rinouya Ishe wenyu. 43 Asi zivai izvi, kuti dai mwenekachiro woimba waiziva kuti njipi nguwa yousiku inouya mbavha, waigaririra asingabvumire kuti imba yache ipaziwe. 44 Saka naimipawo gadzirirai, ndava Mwanakomana woMunhu anouya nonguwa yamusingamutarisire.
Publicidade