3 Ipopo vaphirisita vakuru novatungamiri vovanhu vadoungana mumuzinda womuphirisita mukuru, waiitiwa Kefasi, 4 ndokurangana pabodzi masungiro yavangaite Jesu zvokubiridzira vachimubaya.