75 Zvino Pita adoyeuka kunyaira kwaJesu, "Jongwe risati rarira, uchandiramba katatu." Adobirika kunze ndokurira zvinosiririsa.