33 Pavadosvika panzvimbo inoitiwa Gorogota (kureva kuti nzvimbo yodehenya), 34 vadomupasa waini kuti amwe, idokumanisiwa nonduru, asi paadoiraidza, adoramba kuimwa.
35 Vabva kumurovera, vadokovana hembe dzache nokukhanda hakata,