59 Zvino Josefa adotora chitunha, ndokuchiputiridza nofuko ridochena, 60 achichiradzika muguwa rache ritsva, raanga adofonga padombo, ndokukungurutsira ibhwe pamuromo poguwa, achibva waenda.