Pular para o conteúdo
Publicidade

Mateo 27

63 vachiti, "Changamire," tinoyeuka zvidonyaihwa nomunyengeri uyu, achiri mupenyu adoti, Sure kwomazuva matatu ndichamuka kamu.64 Saka rairai kuti guwa richengetewe kusvikira pazuva rochitatu, kuti vadzidzi vache vareke kuenda komuba, vachidzoudza vanhu kuti, Wamuka kubva kuvadopfa,mabhwodo yokupedzisira yanganyangaritse kukunda yokuthanga."

Estes versículos te tocaram? Ore agora!

+581 estão orando agora.

Junte-se à corrente de oração.

Veja também