Pular para o conteúdo
Publicidade

Mateus 3

Kuparidza kwaJohwani Muombeki

1 Mumazuva yakareyo Johwani Muombeki adouya achiparidza ari musango roJudhiya. 2 Adoti, "Pindukai, ndava umambo hwokudenga hwanyedza papfupi."

Veja também