Kuedzewa KwaJesu
1 Zvino Jesu adotungamihwa noMweya kusango, kuti aedzewe najabhurosi. 2 Adotsanya kwomazuva makumi manai nousiku makumi manai, mumasure mozvakarezvo adonzva nzara.