Dzidziso Pamusoro poMunamato
5 "Futi kana muchinamata, rekai kuita kunge vanyengeri, ndava vanofarira kunamata vadomira mumasinagoge nopamhararano dzonzira, kuti vaonewe novanhu. Chokwadi ndinoti kwamuri, vatotambira mubairo wavo.