Pular para o conteúdo
Publicidade

Mateus 6

7 Pakare pakunamata rekai kumbondotutira mashoko kunge zvinoitiwa novasiri vaJudha, ndava vanofunga kuti vachanzviwa nokuda kwomashoko yavo mazinji. 8 Rekai kuita kunge vakarevo. Ndava Baba venyu vanoziva zvamunoda musinati mavakumbira.

Veja também