2 ndava nomutongo wamunotonga nawo abiyenyu ndiwo wamuchatongewawo nawo, nomhimo yamunopima nayo ndiyo yamuchapimihwawo. 3 Sei uchiona kasesu kari muziso rohama yako, asi usingaone danda riri muziso rako? 4 Kana ungati sei kuhama yako, ‘Reka ndikubise kasesu kari muziso rako’ imo muziso mako iwewe muno danda?
Publicidade