Pular para o conteúdo
Publicidade

Mateus 7

Muvakhi Anonzeru noMuvakhi Dzemwa

24 "Saka wese anonzva mashoko yangu yakareya achiyaita achafanana nomumhu adochenjera adovakhira imba yache paruware. 25 Mvura idona, mafashamu yadouya, duthu ridopupuza ndokurova imba yakareyo. Asi hainai kuwa, ndava yanga idovakhihwa paruware.

Veja também