Ruvirai, Tsvagai, Gugudzai
7 "Kumbirai, muchapasiwa, tsvagai, muchawana, gugudzai, muchazururihwa. 8 Nokuti wese anokumbira anopasiwa, noanotsvaga anowana, noanogugudza anozururihwa.