Pular para o conteúdo
Publicidade

Mateo 8

2 Pakarepo munhu anomabobo adouya kwaari ndokupfugama pamberi pache achiti, "Ishe, kana muchida, munogona kundinatsa."

3 Iye adotambanudza ruoko rache ndokumubata. Achiti kwaari, "Ndinoda, chinatsiwa." Pakarepo mabobo yache yadobva yanatsiwa. 4 Jesu adoti kwaari, "Ona kuti hapanai munhu wawanyepa chinhu, asi enda kozvinangidza kumuphirisita, wopereka chipo chidoraihwa naMozisi, chive upfakazi kuvanhu."

Estes versículos te tocaram? Ore agora!

+581 estão orando agora.

Junte-se à corrente de oração.

Veja também