3 Iye adotambanudza ruoko rache ndokumubata. Achiti kwaari, "Ndinoda, chinatsiwa." Pakarepo mabobo yache yadobva yanatsiwa.