Pular para o conteúdo
Publicidade

Mateo 28

2 Zvino padoita kugwetedzeka kwonyika kukuru, nokuti ngirozi yaIshe idoburuka kubva kudenga ndokuuya ichikungurutsa ibhwe racho, ndokugarikika pamusoro parene. 3 Kuoneka kwache kwaiita kunge mheni, hembe dzache dzidochena kunge matarara. 4 Nokumucha, varindi vadotetemera vachibva vaoma muviri kunge vapfa.

Estes versículos te tocaram? Ore agora!

+581 estão orando agora.

Junte-se à corrente de oração.

Veja também